*CHINAME*
Chiname chiri pakawandisa unogona kutadza kuziva kuti chiname chacho chakaita sei ???
_Musiyano wacho_
Chiname chakada kufanana ukatarisisa nechidhongi ( uswa unomera mumunda unoita zvinenge zvipini zvinonama mombe kana pahembe )chidhongi chakakurisa uye tumunzwa twacho tunobaya asi ukatarisa twe chiname tumunzwa hatubaye uye turi soft ukatarisa size yacho unotoona wega kuti zvakatosiyana nekure
Unogona kufunga kuti tuchiri tudiki asi twatokwana kukura kwacho hatukure zvinoenda kure torwamba turi tudiki usazotore chidhongi uchiti ndawana chiname no it's different manje
*Chiname*
Chiname mukubudikidza kwekuramba ndichichipa vanhu takaona kushandiswa kwacho kwakawandisa zvikuru regai nditange kukupai zvose zvoshanda chiname sezita racho
1- CHINAME choita zvekare kupisa kana wapisa woisa mumafuta ekuzora unopisa mu metal plate then wozora dota racho iroro mix ne Vaseline or mafuta any unozora kumeso kwako pose paunofamba pose uchibuda or ur pamba pako na daddy vekwako
2- Chiname unokwanisa zvekare kupisa mu metal plate then wotora Dota racho ndiro raunoshandisa kubikisa mu food yamuchadya mose pakubika chiororo ziva kuti pauri ndipo paari kuisa mu food kana mumvura yamunonwa mose ziva kuti matogadzira mupfuhwira wenyu iwe naye hamufe makasiyana chiname icho moita kuti mubatane kunzwanana kuwirirana nekudanana
Chiname chowedzera mufaro Mumba kana wangotanga kubikisa dota racho ziva kuti watogadzira mupfuhwira wakasimba zvekuti haafe akakusiya iwe hauna mumwe wauchaona
3- Chiname unokwanisa kuisa zvekare nyora pamuviri wako kumeso kwako padama pako kana pakati pezvidya zvako ziva kuti kana waisa pamuviri wako dota racho iroro kana uri married uuum Mai mwana pakaoma hapo
Ukashandisa chiname chenyora unopfimbwa nekumiswa munzira chiname chinodeedza varume kubva kumbinga kuvanhu vari married nevamwe vose paunofamba pose unotomiswa nekucheukwa haudarike nepane varume unodeedzwa pese paunofamba pose chiname icho chinokoka kunyanya ukamira munzira..
top of page
£9.99 Regular Price
£5.00Sale Price
bottom of page

