GUCHU
CHII CHINONZI GUCHU
musanganiswa yemiti inobatsira pakurapa Uye kugeza mudumbu imo mechikafu uye mudumbu mesystem ....
2---Q,,, RINIMWIWA NEMUNHU AKAITA SEI?
GUCHU rinomwiwa nemunhu chero mudzimai chero MUrume uyezve harimwiwe nekuti warwara kwete ...kunyangwe usiri kurwara unongomwa guchu miri ugare uri njanji 3;;;;Q,,,RINORAPEI UYE RINOGADZIRWA NEI
kune wese wanematambudziko ekumonywa nemudumbu,kurwadziwa pakuita weti,kuzvimba mabhora,KUBUDA DISCHARGE,maronda mapundu panhengo,kubuda zvichena panhengo,kuita weti ineropa ,kubuda musana,mudumbu munorira ,kurasa mweya nekufufutirwa,kusafarira kudya,kuneta pabonde tsinga dzavhara ropa harichamhanya netsinga inwai guchu.Midzi yemiti irimo murumanyama,gawakawa:harisi rese rinonwiwa.mutarara,,mutamba,munzambara,mutunduru,murambatsvina..chifumuro,mudanhatsindi,mutengeni,mupfura
.Ngatibatsirike dambudziko risati rakura
hapana anokwanisa kukumwira guchu zvinwire zvimwe zvimatambudziko zviduku asi zvinokura nekuregererwa
top of page
£9.99 Regular Price
£5.00Sale Price
bottom of page

